Our Terms of Use and Privacy Policy have changed. We think you'll like them better this way.

Introducing Pelagia, host of Herstory (English & Shona)

  • Broadcast in Women
  • 0 comments
Sylvia GlobalX Voices of Our Future

Sylvia GlobalX Voices of Our Future

×  

Follow This Show

If you liked this show, you should follow Sylvia GlobalX Voices of Our Future.
h:624313
s:6001687
archived

Pelagia, a Voice of Our Future

zita rangu ndinoitwa Pelagia. ndiri mushamarari wechirongwa chitsva pasylvia Global Media Network chinonzi Herstory (nyaya yemudzimai). Herstory inopa mukana kumadzimai ekuti vataure, izwi ravo rinzwikwe pamusoro pezvinhu zvakakoshesesa kwaari. ndinotenda Sylvia Global nekupa madzimai emuZimbabwe nepasi rose mukana wekutaura nyaya yedu nyaya yemudzimai, nyaya yakakosha.

My name is Pelagia and I am the host of a new global broadcast called, Herstory."  Herstory is an opportunity for women to have a voice about the things most important to her.  Thank you Sylvia Global for giving the women of (enter your city and country) an opportunity to tell our story"

Comments

 comments